Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ekisodho 29:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo uzvitore kubva mumaoko avo ugozvipisa paaritari pamwe chete nechipiriso chinopiswa chinonhuwira zvinofadza kuna Jehovha, chipiriso chinoitirwa Jehovha nomoto.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 29

Maonero Ekisodho 29:25 akapoteredza