Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ekisodho 24:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha akati kuna Mozisi, “Kwira kuno kwandiri pamusoro pegomo uye ugare pano, uye ndichakupa mahwendefa amabwe, ane mirayiro nemitemo zvandanyora kuti varayirwe.”

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 24

Maonero Ekisodho 24:12 akapoteredza