Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ekisodho 23:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Usava nechokuita nokupomerwa kwemhosva yenhema uye usatongera rufu munhu asina mhosva, kana munhu akatendeka, nokuti ini handizopembedzi munhu ane mhosva.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 23

Maonero Ekisodho 23:7 akapoteredza