Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ekisodho 23:31-33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

31. “Ndichasimbisa miganhu yenyu kubva kuGungwa Dzvuku kusvikira kuGungwa ravaFiristia, uye kubva kuRenje kusvikira kuRwizi. Ndichaisa mumaoko enyu vanhu vagere munyika iyi uye imi muchavadzinga pamberi penyu.

32. Musaita sungano navo kana navamwari vavo.

33. Musavatendera kuti vagare munyika yenyu kuti varege kukuitai kuti munditadzire, nokuti kunamata vamwari vavo kuchava musungo kwamuri zvirokwazvo.”

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 23