“Musapa ropa rechibayiro kwandiri pamwe chete nechinhu chipi zvacho chine mbiriso.“Mafuta ezvipiriso zvangu zvomutambo haafaniri kuchengetwa kusvikira mangwana mangwanani.