Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ekisodho 23:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Mupemberere Mutambo weChingwa Chisina Mbiriso; mazuva manomwe, munofanira kudya chingwa chisina mbiriso, sezvandakakurayirai. Muite izvi panguva dzakatarwa mumwedzi waAbhibhi, nokuti mumwedzi iwoyo ndipo pamakabuda kubva muIjipiti.“Hakuna munhu anofanira kumira pamberi pangu asina chinhu.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 23

Maonero Ekisodho 23:15 akapoteredza