Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ekisodho 23:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

asi pagore rechinomwe nyika ngairege kurimwa kana kushandiswa. Ipapo varombo vari pakati pavanhu venyu vangawanawo zvokudya kubva mairi, uye zvikara zvesango zvigodya zvavanenge vasiya. Muitewo zvimwe chetezvo kuminda yenyu yemizambiringa neyemiorivhi.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 23

Maonero Ekisodho 23:11 akapoteredza