Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ekisodho 22:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Panyaya dzose dzokuchengeta zvisiri pamutemo, nzombe, mbongoro, gwai, nguo kana chimwewo zvacho chakarasika chinonzi nomumwe munhu, ‘Ndechangu ichi’, vaviri ava vanofanira kuuya nenyaya dzavo pamberi pavatongi. Munhu uyo achanzi ane mhosva navatongi anofanira kuripira muvakidzani wake zvakapetwa kaviri.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 22

Maonero Ekisodho 22:9 akapoteredza