Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ekisodho 22:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Kana munhu akapa muvakidzani wake sirivha kana zvinhu kuti achengete zvichibva zvabiwa kubva mumba momuvakidzani, mbavha yacho, kana ikabatwa, inofanira kuripa zvakapetwa kaviri.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 22

Maonero Ekisodho 22:7 akapoteredza