asi kana zvikaitika shure kwokubuda kwezuva, anenge ane mhosva yokuteura ropa.“Mbavha inofanira kudzora zvayaba, asi kana asina chinhu, iye anofanira kutongeswa kuti aripe umbavha hwake.