Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ekisodho 20:15-18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

15. “Usaba.

16. “Usapupurira muvakidzani wako nhema.

17. “Usachiva imba yomuvakidzani wako. Usachiva mukadzi womuvakidzani wako, kana murandarume wake, kana murandakadzi wake, kana nzombe yake, kana mbongoro yake, kana chinhu chipi zvacho chomuvakidzani wako.”

18. Vanhu vakati vaona mheni nomutinhiro uye vanzwa hwamanda, uye vaona gomo richipfungaira utsi, vakadedera nokutya. Vakagara vari chinhambwe

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 20