Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ekisodho 15:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati, “Kana mukanyatsoteerera inzwi raJehovha Mwari wenyu uye mukaita zvakarurama pamberi pake, kana mukarerekera nzeve dzenyu kumirayiro yake uye mukachengeta mitemo yose, haangauyisi pamusoro penyu zvirwere zvose zvandakauyisa pamusoro pavaIjipita, nokuti ndini Jehovha anokuporesai.”

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 15

Maonero Ekisodho 15:26 akapoteredza