Ipapo Mozisi navaIsraeri vakaimba rwiyo urwu kuna Jehovha:“Ndichaimbira Jehovha, nokuti iye anokudzwa zvikurukuru. Bhiza nomutasvi waro akazvikanda mugungwa.