Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ekisodho 14:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akaita kuti mavhiri engoro dzavo abve zvokuti zvakanga zvaoma kudzifambisa. Uye vaIjipita vakati, “Ngatitizei kubva kuvaIsraeri. Jehovha ari kuvarwira achirwa navaIjipita.”

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 14

Maonero Ekisodho 14:25 akapoteredza