Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ekisodho 13:20-22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

20. Vakati vabva paSukoti vakadzika musasa paEtami pamucheto werenje.

21. Masikati Jehovha aivatungamirira neshongwe yegore kuti avatungamirire munzira yavo uye usiku aivatungamirira neshongwe yomoto kuti vavhenekerwe, kuti vafambe masikati kana usiku.

22. Shongwe yegore masikati kana shongwe yemoto usiku hazvina kubva panzvimbo yazvo pamberi pavanhu.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 13