Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ekisodho 12:49-51 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

49. Murayiro mumwe chete iwoyo unobata kuna vose vakaberekerwa munyika imomo nokumutorwa agere pakati penyu.”

50. VaIsraeri vose vakaita sezvakanga zvarayirwa naJehovha kuna Mozisi naAroni.

51. Uye pazuva racho iroro Jehovha akabudisa vaIsraeri kubva muIjipiti namapoka avo.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 12