Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ekisodho 12:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaIjipita vakakurudzira vanhu kuti vakurumidze kubva munyika. Nokuti vakati, “Zvimwe tingafa tose!”

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 12

Maonero Ekisodho 12:33 akapoteredza