Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhuteronomi 9:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pandakakwira pagomo kundogamuchira mahwendefa amabwe, iwo mahwendefa esungano iyo yakanga yaitwa naJehovha kwamuri, ndakagara mugomo kwamazuva makumi mana nousiku huna makumi mana; ndakanga ndisingadyi zvokudya kana kunwa mvura.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 9

Maonero Dhuteronomi 9:9 akapoteredza