Rangarirai varanda venyu Abhurahama, naIsaka naJakobho. Musatarira kusindimara kworudzi urwu, uipi hwavo nechivi chavo.