Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhuteronomi 8:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Rangarirai matungamirirwo amakaitwa naJehovha Mwari wenyu munzira yose yomurenje makore ose aya makumi mana, achikuninipisai nokukuedzai kuti azive zvaiva mumwoyo menyu, kana makanga muchida kuchengeta mirayiro yake kana kuti kwete.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 8

Maonero Dhuteronomi 8:2 akapoteredza