Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhuteronomi 7:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti muri rudzi rutsvene kuna Jehovha Mwari wenyu. Jehovha Mwari wenyu akakutsaurai kubva kundudzi dzose dziri panyika kuti muve vanhu vake, pfuma yake inokosha.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 7

Maonero Dhuteronomi 7:6 akapoteredza