Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhuteronomi 5:3-5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

3. Jehovha haana kuita sungano iyi namadzibaba edu, asi akaiita nesu, nesu tose vapenyu nhasi pano.

4. Jehovha akataura nemi chiso nechiso ari mukati memoto pagomo.

5. Panguva iyo ndakanga ndimire pakati paJehovha nemi kuti ndizivise kwamuri shoko raJehovha, nokuti makanga muchitya moto mukasakwira mugomo. Uye iye akati,

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 5