Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhuteronomi 5:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye makati, “Jehovha Mwari wedu atiratidza kubwinya kwake noukuru hwake, tikanzwa inzwi rake richibva mumoto. Nhasi taona kuti munhu anogona kurarama kunyange dai Mwari akataura naye.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 5

Maonero Dhuteronomi 5:24 akapoteredza