Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhuteronomi 5:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

asi zuva rechinomwe iSabata kuna Jehovha Mwari wako. Nomusi uyo usabata basa ripi zvaro, kunyange iwe, kana mwanakomana wako, kana mwanasikana wako, uye murandarume kana murandakadzi wako, nenzombe yako kana mbongoro yako kana chimwe chezvipfuwo zvako, nomutorwa ari mukati mamasuo ako, kuitira kuti murandarume nomurandakadzi wako azorore sewe.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 5

Maonero Dhuteronomi 5:14 akapoteredza