Maguta aya aiti: Bhezeri munzvimbo yakakwirira yomurenje raiva ravaRubheni; Ramoti paGireadhi, raiva ravaGadhi; neGorani paBhashani, raiva ravaManase.