Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhuteronomi 31:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha akati kuna Mozisi, “Zvino zuva rokufa kwako rava pedyo. Dana Joshua mugondomira muTende Rokusangana kuti ndimurayire.” Saka Mozisi naJoshua vakauya vakazviratidza paTende Rokusangana.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 31

Maonero Dhuteronomi 31:14 akapoteredza