Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhuteronomi 29:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino mhinduro yacho ichava yokuti, “Nemhaka yokuti vanhu vake vakasiya sungano yaJehovha, iye Mwari wamadzibaba avo, sungano yaakaita navo paakavabudisa kubva muIjipiti.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 29

Maonero Dhuteronomi 29:25 akapoteredza