Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhuteronomi 29:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vana venyu ivo marudzi achazokuteverai uye navatorwa vachauya kubva kunyika dziri kure pavachazoona matambudziko achawira nyika uye nezvirwere zvaicharohwa nazvo naJehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 29

Maonero Dhuteronomi 29:22 akapoteredza