Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhuteronomi 28:53 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuda kwokutambudzwa nomuvengi panguva yaachakukombai, muchadya zvibereko zvezvizvaro zvenyu, nyama yavanakomana navanasikana vamakapiwa naJehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 28

Maonero Dhuteronomi 28:53 akapoteredza