Muchava chinhu chinotyisa uye chinhu chinotukwa nokuzvidzwa kundudzi dzose kwamuchadzingirwa naJehovha.