Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhuteronomi 28:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nzombe yako ichaurayiwa pamberi pako, asi haungadyi nyama yacho. Mbongoro yako ichatorwa nechisimba kubva kwauri uye haizodzorerwi. Makwai ako achapiwa kuvavengi vako, uye hapana achaanunura.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 28

Maonero Dhuteronomi 28:31 akapoteredza