Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhuteronomi 23:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti Jehovha Mwari wako anofamba-famba pamusasa wenyu achikuchengetedzai nokukurwirai kubva kuvavengi venyu. Musasa wenyu unofanira kuva mutsvene, kuitira kuti arege kuona zvisakarurama pakati penyu uye akazokufuratirai.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 23

Maonero Dhuteronomi 23:14 akapoteredza