Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhuteronomi 2:36-37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

36. Kubva paAroeri pamahombekombe oMupata weArinoni, nokubva kuguta rokumupata, kunyange kusvikira kuGireadhi, hakuna kumbova kana neguta rimwe chete rakatikunda. Jehovha Mwari wedu akatipa vose.

37. Asi maererano nokurayira kwaJehovha Mwari wedu hamuna kuswedera kunyika ipi zvayo yavaAmoni, kunyange kunyika iri kurutivi rweJabhoki kana kunyika yakapoteredza maguta ari mumakomo.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 2