Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhuteronomi 2:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Sihoni mambo weHeshibhoni akaramba kutitendera kuti tipfuure namo. Nokuti Jehovha Mwari wenyu akanga aomesa mweya wake uye akanga arambidza mwoyo wake, kuti agomuisa mumaoko enyu, sezvaaita iye zvino.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 2

Maonero Dhuteronomi 2:30 akapoteredza