Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhuteronomi 17:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana mhaka dzikauya kumatare enyu dzakanyanya kukuomerai kuti mutonge, dzingava dzokudeurwa kweropa, dzokukwirirana matare kana dzokurwa, endai nadzo kunzvimbo iyo Jehovha Mwari wenyu achasarudza.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 17

Maonero Dhuteronomi 17:8 akapoteredza