Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhuteronomi 17:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokupupura kwezvapupu zviviri kana zvitatu munhu achaurayiwa, asi hapana munhu anofanira kuurayiwa nokupupura kwechapupu chimwe chete.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 17

Maonero Dhuteronomi 17:6 akapoteredza