Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhuteronomi 17:19-20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

19. Anofanira kugara naro uye anofanira kuriverenga mazuva ose oupenyu hwake kuitira kuti adzidze kutya Jehovha Mwari wake uye agochenjerera kutevera mashoko ose omurayiro uyu nemitemo iyi.

20. Uye haafaniri kuzviona seari nani kupfuura hama dzake agotsauka kubva pamurayiro kurudyi kana kuruboshwe. Ipapo iye nezvizvarwa zvake achagara nguva huru paushe hwake muIsraeri.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 17