Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhuteronomi 16:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Katatu pagore varume vose pakati penyu vanofanira kuuya pamberi paJehovha Mwari wenyu panzvimbo iyo achasarudza: panguva yoMutambo weChingwa Chisina Mbiriso, noMutambo waMavhiki uye noMutambo waMatumba. Hapana munhu anofanira kuuya asina chaakabata pamberi paJehovha:

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 16

Maonero Dhuteronomi 16:16 akapoteredza