Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhuteronomi 15:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Unofanira kuchidyira mumaguta ako. Vose vasina kuchena navakachena vangazvidya havo sokunge vanodya mhara kana nondo.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 15

Maonero Dhuteronomi 15:22 akapoteredza