Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhuteronomi 15:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana mumwe wako wechiHebheru, murume kana mukadzi achinge azvitengesa kwauri uye achinge akushandira kwamakore matanhatu, mugore rechinomwe unofanira kumusunungura umurege aende.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 15

Maonero Dhuteronomi 15:12 akapoteredza