Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhuteronomi 14:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Musadya chii zvacho chamunoona chakafa. Mungapa zvenyu kumutorwa agere mune rimwe ramaguta enyu, uye angadya zvake kana kuti mungatengesera zvenyu kumutorwa. Asi imi muri rudzi rutsvene kuna Jehovha Mwari wenyu. Musabika mbudzana mumukaka wamai vayo.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 14

Maonero Dhuteronomi 14:21 akapoteredza