Hakuna munhu achagona kumira kuti akurwisei. Jehovha Mwari wenyu sezvaakakuvimbisai, achaita kuti vanhu vakutyei nokukuvhundukai munyika yose, kwose kwose kwamunoenda.