Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhanieri 9:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Vhiki makumi manomwe dzakatemerwa vanhu vako uye neguta rako dzvene kuti vapedze kudarika kwavo, varege kutadza, kana kuyanana nezvakaipa, vauye nokururama kusingaperi, kusimbisa chiratidzo nechiprofita nokuzodza iye mutsvene tsvene.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 9

Maonero Dhanieri 9:24 akapoteredza