Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhanieri 7:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Yokutanga yakanga yakaita seshumba, uye yakanga ina mapapiro egondo. Ndakatarisa kusvikira mapapiro ayo abviswa uye ikasimudzwa kubva pasi zvokuti yakamira namakumbo maviri somunhu, uye yakapiwa mwoyo womunhu.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 7

Maonero Dhanieri 7:4 akapoteredza