Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhanieri 7:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye achataura zvinorwisana noWokumusoro-soro achimanikidza vatsvene, uye achaedza kushandura nguva dzakatarwa nemirayiro. Vatsvene vachaiswa kwaari kwechinguva, nedzimwe nguva nehafu yenguva.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 7

Maonero Dhanieri 7:25 akapoteredza