Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhanieri 7:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Mugore rokutanga ramambo Bherishazari, mambo weBhabhironi, Dhanieri akarota hope, uye akaona zviratidzo mumusoro make paakanga avete pamubhedha wake. Akanyora muchidimbu, zvose zvaakarota.

2. Dhanieri akati, “Pachiratidzo changu usiku, ndakatarira, uye hapo pamberi pangu pakanga pane mhepo ina dzokudenga dzaibvongodza gungwa guru.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 7