Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhanieri 6:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo, vakuru namachinda vakaedza kutsvaka mhosva yavangapomera Dhanieri pamusoro pokufambisa kwake mabasa ehurumende, asi havana chavakagona kuwana. Havana kuwana uori maari, nokuti akanga akatendeka uye pasina uori kana kushaya hanya maari.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 6

Maonero Dhanieri 6:4 akapoteredza