Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhanieri 6:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo akarayira kuti varume vakanga vapomera Dhanieri varwiswe, uye kuti vakandwe mugomba reshumba, pamwe chete navakadzi vavo navana vavo. Uye vasati vasvika pasi pegomba, shumba dzakavakurira dzikapwanya mapfupa avo ose.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 6

Maonero Dhanieri 6:24 akapoteredza