Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhanieri 6:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mambo akadzokera kumuzinda wake akavata usiku hwose asina kudya uye hakuna chinhu chipi chaivaraidza chakauyiswa kwaari. Uye akashayiwa hope.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 6

Maonero Dhanieri 6:18 akapoteredza