Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhanieri 6:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka mambo akarayira, akauyisa Dhanieri ndokumukanda mugomba reshumba. Mambo akati kuna Dhanieri, “Mwari wako, waunoramba uchishumira, ngaakurwire!”

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 6

Maonero Dhanieri 6:16 akapoteredza